Leviticus 24:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mŋanakomana womukadzi muIsraeri, asi ɓaɓa ʋake ʋaiʋa munhu weEgipita, wakafamba pakati paʋana ʋaIsraeri; mŋanakomana womukadzi muIsraeri akarwa nomurume muIsraeri pamisasa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mwanakomana wavamwe mai vechiIsraeri uye baba vake vari vechiIjipita, akafamba pakati pavana vaIsraeri, uye mwanakomana womukadzi muIsraeri akarwa nomurume muIsraeri mumusasa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe murume aiva naamai vechiIsiraeri, baba wake ari wechiIjipiti, akaenda mukati mavaIsiraeri akamutsana pamatendhe nomumwe murume aiva nababa naamai vechiIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mwanakomana womukadzi muIsiraeri, asi baba vake vaiva munhu weIjipiti, wakafamba pakati pavana vaIsiraeri, mwanakomana womukadzi muIsiraeri akarwa nomurume muIsiraeri pamisasa.
Shona 2009?
Zvino mwanakomana womukadzi muIsiraeri, asi baba vake vaiva munhu weIjipiti, wakafamba pakati pavana vaIsiraeri, mwanakomana womukadzi muIsiraeri akarwa nomurume muIsiraeri pamisasa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mwanakomana womukadzi muIsiraeri, asi baba vake vaiva munhu weIjipiti, wakafamba pakati pavana VaIsiraeri, mwanakomana womukadzi muIsiraeri akarwa nomurume muIsiraeri pamisasa.