Leviticus 24:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana womukadzi muIsraeri akamhura zita raJehoʋa, akatuka, ʋakaenda naye kunaMosesi. Zita ramai ʋake rakaŋga riri Sheromiti, mŋanasikana waDibri, worudzi rwaDani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana womukadzi muIsraeri akatuka Zita raJehovha nechituko; naizvozvo vakauya naye kuna Mozisi. (Zita ramai vake rainzi Sheromiti, mwanasikana waDhibhiri worudzi rwaDhani.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume uya aingova naamai vechiIsiraeri, amai vake vainzi Sheromiti vaiva mwanasikana waDhibhiri vedzinza rokwaDhani akashonha Mwari nezita achinyomba. Vakaenda naye kuna Mosesi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwanakomana womukadzi muIsiraeri akamhura zita raJehovha, akatuka, vakaenda naye kuna Mosesi. Zita ramai vake rakanga riri Sheromiti, mwanasikana waDhibhiri, worudzi rwaDhani.
Shona 2009?
Mwanakomana womukadzi muIsiraeri akamhura zita raJehovha, akatuka, vakaenda naye kuna Mozisi. Zita ramai vake rakanga riri Sheromiti, mwanasikana waDhibhiri, worudzi rwaDhani.
Shona SUB 2002 Bible
Mwanakomana womukadzi muIsiraeri akamhura zita raJehovha, akatuka, vakaenda naye kuna Mosesi. Zita ramai vake rakanga riri Sheromiti, mwanasikana waDhibhiri, worudzi rwaDhani.