Leviticus 24:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃuɗisa mutuki kunze kwemisasa; ɀino ʋose, ʋakamunzwa, ʋanofanira kuisa maʋoko aʋo pamusoro wake, ʋuŋgano yose igomutaka namabge.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tora mutuki uende naye kunze kwomusasa. Vose vakamunzwa vanofanira kuisa maoko avo pamusoro wake uye ungano yose inofanira kumutaka namabwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Buritsai akanyomba Mwari uya kunze kwematendhe. Vanhu vose vakamunzwa achishonha Mwari ngavaise maoko avo pamusoro womurume iyeyo, gungano rose ravaIsiraeri ngarimutake namabwe afe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Budisa mutuki kunze kwemisasa; zvino vose, vakamunzwa, vanofanira kuisa maoko avo pamusoro wake, ungano yose igomutaka namabwe.
Shona 2009?
"Budisa mutuki kunze kwemisasa; zvino vose, vakamunzwa, vanofanira kuisa maoko avo pamusoro wake, ungano yose igomutaka namabwe.
Shona SUB 2002 Bible
“Budisa mutuki kunze kwemisasa; zvino vose, vakamunzwa, vanofanira kuisa maoko avo pamusoro wake, ungano yose igomutaka namabwe.