Leviticus 24:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iwe utaure naʋana ʋaIsraeri, uti: Aninani unotuka Mŋari wake unofanira kurobga pamsoro peɀiʋi ɀake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uti kuvaIsraeri, ‘Kana munhu upi zvake akatuka Mwari wake achava nemhosva;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe ibva waudza vaIsiraeri kuti ani naani anonyomba Mwari anozviparira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino iwe utaure navana vaIsiraeri, uti, ‘Ani naani anotuka Mwari wake anofanira kurohwa pamusoro pezvivi zvake.’
Shona 2009?
Zvino iwe utaure navana vaIsiraeri, uti, `Ani naani anotuka Mwari wake anofanira kurohwa pamusoro pezvivi zvake.'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino iwe utaure navana VaIsiraeri, uti, ‘Ani naani anotuka Mwari wake anofanira kurohwa pamusoro pezvivi zvake.’