Leviticus 24:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu akamanikidza wokwake, seɀaakaita iye, unofanira kuitirwa ʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu akakuvadza muvakidzani wake, zvose zvaaita zvinofanira kuitwa kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana munhu akakuvadza mumwe ngaakuvadzwewo sokukuvadza kwaakaita mumwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana munhu akamanikidza wokwake, sezvaakaita iye, anofanira kuitirwawo;
Shona 2009?
"Kana munhu akamanikidza wokwake, sezvaakaita iye, anofanira kuitirwawo;
Shona SUB 2002 Bible
“Kana munhu akamanikidza wokwake, sezvaakaita iye, anofanira kuitirwawo;