Leviticus 24:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Raira ʋana ʋaIsraeri kuti ʋaʋuye kwauri namafuta akanaka amaorivi, akaiȿo‐naka akaȿiniwa omŋenje, kuti avenekese mŋenje ŋguʋa dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Rayira vaIsraeri kuti vauye kwauri namafuta akaisvonaka amaorivhi akasvinwa, omwenje, kuitira kuti mwenje irambe ichibvira nguva dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Udza vaIsiraeri kuti, vakuigire mafuta akanakisisa, emaorivhi akadzvurwa, okuisa mumarambi, kuitira kuti mwenje ugare uchipfuta,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Raira vana vaIsiraeri kuti vauye kwauri namafuta akanaka amaorivhi, akaisvonaka akasviniwa omwenje, kuti avhenekese mwenje nguva dzose.
Shona 2009?
"Raira vana vaIsiraeri kuti vauye kwauri namafuta akanaka amaorivhi, akaisvonaka akasviniwa omwenje, kuti avhenekese mwenje nguva dzose.
Shona SUB 2002 Bible
“Raira vana VaIsiraeri kuti vauye kwauri namafuta akanaka amaorivhi, akaisvonaka akasviniwa omwenje, kuti avhenekese mwenje nguva dzose.