Leviticus 24:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu unoʋuraya cipfuwo, unofanira kuripa; unoʋuraya munhu, unofanira kuʋurawa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani anouraya mhuka anofanira kudzoredzera asi ani naani anouraya munhu anofanira kuurayiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani naani anouraya chipfuwo chomumwe ngaachiripe. Asi ani naani anouraya munhu ngaaurayiwewo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu unouraya chipfuwo, anofanira kuripa; anouraya munhu, anofanira kuurawa.
Shona 2009?
Munhu unouraya chipfuwo, anofanira kuripa; anouraya munhu, anofanira kuurawa.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu unouraya chipfuwo, anofanira kuripa; anouraya munhu, anofanira kuurayiwa.