Leviticus 24:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akataura naʋana ʋaIsraeri, iʋo ʋakaɓuɗisa mutuki kunze kwemisasa, ʋakamutaka namabge. Ʋana ʋaIsraeri ʋakaita seɀaʋakarairwa naMosesi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akataura navaIsraeri, vakatora mutuki vakaenda naye kunze kwomusasa, vakamutaka namabwe akafa. VaIsraeri vakaita sezvakarayirwa Mozisi naJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka Mosesi akataurira vaIsiraeri izvozvo. Vakatora murume uya akashonha Mwari vakaenda naye kunze kwematendhe vakamutaka namabwe ndokubva afa. Saka vaIsiraeri vakaita zvakataurirwa Mosesi naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akataura navana vaIsiraeri, ivo vakabudisa mutuki kunze kwemisasa, vakamutaka namabwe. Vana vaIsiraeri vakaita sezvakarairwa naMosesi.
Shona 2009?
Mozisi akataura navana vaIsiraeri, ivo vakabudisa mutuki kunze kwemisasa, vakamutaka namabwe. Vana vaIsiraeri vakaita sezvakarairwa naMozisi.
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akataura navana VaIsiraeri, ivo vakabudisa mutuki kunze kwemisasa, vakamutaka namabwe. Vana VaIsiraeri vakaita sezvakarairwa naMosesi.