Leviticus 25:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti igore rejuberi; rinofanira kuʋa dɀene kwamuri; munofanira kudya ɀiɓereko ɀaro paminda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti iJubhiri uye rinofanira kuva dzvene kwamuri. Idyai chete zvinotorwa kubva muminda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti igore rehwamanda, kwamuri igore rinoera. Muchadya zvamahoko omuminda yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti igore rejubheri; rinofanira kuva dzvene kwamuri; munofanira kudya zvibereko zvaro paminda.
Shona 2009?
Nokuti igore rejubheri; rinofanira kuva dzvene kwamuri; munofanira kudya zvibereko zvaro paminda.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti igore reJubhiri; rinofanira kuva dzvene kwamuri; munofanira kudya zvibereko zvaro paminda.