Leviticus 25:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana uciteŋgesera wokwako cinhu, kana kuteŋga cinhu kwaari, musamanikidzana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana mukatengesa munda kuno mumwe womunyika menyu kana kutenga kwaari, musabiridzirana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana muchitengeserana kana kutengerana, vaIsiraeri pachenyu, musabiridzirane.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana uchitengesera wokwako chinhu, kana kutenga chinhu kwaari, musamanikidzana.
Shona 2009?
Zvino kana uchitengesera wokwako chinhu, kana kutenga chinhu kwaari, musamanikidzana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana uchitengesera wokwako chinhu, kana kutenga chinhu kwaari, musamanikidzana.