Leviticus 25:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musamanikidzana, asi utye Mŋari wako; nokuti ndini Jehova Mŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musabiridzirana, asi ityai Mwari wenyu. Ndini Jehovha Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musabiridzirane pachenyu, asi ityai Mwari wenyu nokuti ndini Tenzi, Mwari wenyu ndinodaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musamanikidzana, asi utye Mwari wako; nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.
Shona 2009?
Musamanikidzana, asi utye Mwari wako; nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Musamanikidzana, asi utye Mwari wako; nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.