Leviticus 25:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Negore rorusere mucadɀara, mucidya ɀiɓereko ɀisharu; kuȿikira gore repfumbamŋe, kuȿikira ɀiɓereko ɀaro ɀiciȿika, mucadya ɀisharu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamunodyara mugore rorusere muchadya kubva kuzvirimwa zvakare, uye mucharamba muchidya kubva kwazviri kusvika gohwo regore rechipfumbamwe rasvika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamunodyara minda yenyu mugore rechisere munenge muchiri kudya zvamakakohwa kusvikira mugore rechipfumbamwe. Pamunenge muchikohwa zvegore iroro munenge muchitodya zvakare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Negore rorusere muchadyara, muchidya zvibereko zvisharu; kusvikira gore repfumbamwe, kusvikira zvibereko zvaro zvichisvika, muchadya zvisharu.
Shona 2009?
Negore rorusere muchadzvara, muchidya zvibereko zvisharu, kusvikira gore repfumbamwe, kusvikira zvibereko zvaro zvichisvika, muchadya zvisharu.
Shona SUB 2002 Bible
Negore rorusere muchadyara, muchidya zvibereko zvitsaru; kusvikira gore repfumbamwe, kusvikira zvibereko zvaro zvichisvika, muchadya zvitsaru.