Leviticus 25:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika haifaniri kuteŋgeswa cose nokusiŋgaperi, nokuti nyika ndeyaŋgu; nokuti muri ʋaeni naʋatorwa kwandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Munda haufaniri kutengeswa nokusingaperi, nokuti nyika ndeyangu uye imi muri vatorwa navaeni kwandiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Nyika haitengeserwe munhu zvachose nokuti nyika ndeyangu, imi muri vaenzi pairi vandinotombopawo zvangu pokugara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nyika haifaniri kutengeswa chose nokusingaperi, nokuti nyika ndeyangu; nokuti muri vaeni navatorwa kwandiri.
Shona 2009?
"Nyika haifaniri kutengeswa chose nokusingaperi, nokuti nyika ndeyangu; nokuti muri vaeni navatorwa kwandiri.
Shona SUB 2002 Bible
“Nyika haifaniri kutengeswa chose nokusingaperi, nokuti nyika ndeyangu; nokuti muri vaeni navatorwa kwandiri.