Leviticus 25:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Panyika yenyu yose munofanira kutendera kuti nyika idzikinurwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munyika yose yamuchatora, munofanira kutendera kudzikinurwa kwenyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munyika yenyu yose zvayo, munhu akambotengesa munda, ane mvumo yokuutenga zvakare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panyika yenyu yose munofanira kutendera kuti nyika idzikinurwe.
Shona 2009?
Panyika yenyu yose munofanira kutendera kuti nyika idzikunurwe.
Shona SUB 2002 Bible
Panyika yenyu yose munofanira kutendera kuti nyika idzikinurwe.