Leviticus 25:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu akashaiwa unoɀidzikinura, akazoʋa mufumi, akawana ɀinoriŋgana kuɀidzikinura;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvisinei, kana munhu ashaya angamudzikinurira zvinhu izvi, asi iye akazobudirira akawana nzira dzakakwana dzokuzvidzikinura,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana munhu asina hama yomumba yokudzikinura munda wake, asi iye ozopfuma zvokuti anowana mari yokuudzikinura nayo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu akashaiwa unozvidzikinura, akazova mupfumi, akawana zvinoringana kuzvidzikinura;
Shona 2009?
Kana munhu akashaiwa unozvidzikunura, akazova mufumi, akawana zvinoringana kuzvidzikunura;
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu akashaiwa unozvidzikinura, akazova mupfumi, akawana zvinoringana kuzvidzikinura;