Leviticus 25:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi kana asiŋgagoni kuɀidzikinura, iɀo ɀaakateŋgesa ɀinofanira kugara kunaiye wakaɀiteŋga kuȿikira pagore rejuberi; ɀino pagore rejuberi ɀinofanira kusunuŋgurwa, iye agodzokera kuneɀake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana akashaya nzira dzokumudzorera, nadzo, zvaakatengesa zvicharamba zviri mumaoko omutengi kusvikira gore reJubhiri. Zvichadzoserwa mugore reJubhiri uye iye achagona kudzokera kune zvake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana asina chokuudzikinura nacho kuti uve wake zvakare, uchagara zvawo uri mumaoko emunhu akautenga kusvikira gore rehwamanda. Mugore rehwamanda unenge usisiri womunhu uya akautenga. Muridzi wawo ndopaachadzokera zvake pamunda pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi kana asingagoni kuzvidzikinura, izvo zvaakatengesa zvinofanira kugara kuna iye wakazvitenga kusvikira pagore rejubheri; zvino pagore rejubheri zvinofanira kusunungurwa, iye agodzokera kune zvake.
Shona 2009?
asi kana asingagoni kuzvidzikunura, izvo zvaakatengesa zvinofanira kugara kuna iye wakazvitenga kusvikira pagore rejubheri; zvino pagore rejubheri zvinofanira kusunungurwa, iye agodzokera kune zvake.
Shona SUB 2002 Bible
asi kana asingagoni kuzvidzikinura, izvo zvaakatengesa zvinofanira kugara kuna iye wakazvitenga kusvikira pagore reJubhiri; zvino pagore reJubhiri zvinofanira kusunungurwa, iye agodzokera kune zvake.