Leviticus 25:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kudɀara munda wako makore matanhatu, nokugurira mizambiriŋga yako makore matanhatu, nokuʋuŋganidza micero yayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwamakore matanhatu dyarai minda yenyu, uye kwamakore matanhatu, dimurirai mizambiringa yenyu mugounganidza michero yayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwamakore matanhatu rimai zvenyu minda yenyu, muchipemhena migirepisi yenyu kwamakore matanhatu, muchikohwa zvenyu zvirimwa zvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kudyara munda wako makore matanhatu, nokugurira mizambiringa yako makore matanhatu, nokuunganidza michero yayo.
Shona 2009?
Unofanira kudzvara munda wako makore matanhatu, nokugurira mizambiringa yako makore matanhatu, nokuunganidza michero yayo.
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kudyara munda wako makore matanhatu, nokugurira mizambiringa yako makore matanhatu, nokuunganidza michero yayo.