Leviticus 25:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu akadzikinura kuʋaRevi, imba yakateŋgeswa neguta rake ɀinofanira kusunuŋgurwa pagore rejuberi; nokuti dzimba mumaguta aʋaRevi ndedzaʋo pakati paʋana ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo zvinhu zvavaRevhi zvinogona kudzikinurwa, zvichireva kuti imba inotengeswa muguta ravo ripi neripi inofanira kudzoserwa muJubhiri, nokuti dzimba dziri mumaguta avaRevhi zvinhu zvazvo pakati pavaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana muRevhi akarega kudzikinura imba yakatengeswa muguta ravo inodzokera kwaari mugore rehwamanda. Nokuti dziri mumaguta avaRevhi ndedzavo mukati mavaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu akadzikinura kuva Revhi, imba yakatengeswa neguta rake zvinofanira kusunungurwa pagore rejubheri; nokuti dzimba mumaguta avaRevhi ndedzavo pakati pavana vaIsiraeri.
Shona 2009?
Kana munhu akadzikunura kuva Revhi, imba yakatengeswa neguta rake zvinofanira kusunungurwa pagore rejubheri; nokuti dzimba mumaguta avaRevhi ndedzavo pakati pavana vaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu akadzikinura kuva Revhi, imba yakatengeswa neguta rake zvinofanira kusunungurwa pagore reJubhiri; nokuti dzimba mumaguta avaRevhi ndedzavo pakati pavana VaIsiraeri.