Leviticus 25:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usatora mhindu yemari kwaari kana yeɀiɓereko kwaari, asi unofanira kutya Mŋari wako, kuti hama yako igare newe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musatora mhindu yemhando ipi zvayo kubva kwaari, asi ityai Mwari wenyu kuitira kuti hama yenyu irambe ichigara pakati penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usareve imwe mari yokuwedzera pamusoro peyawakamukweretesa, asi itya Mwari wako urege mumwe wako muIsiraeri agare zvake newe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usatora mhindu yemari kwaari kana yezvibereko kwaari, asi unofanira kutya Mwari wako, kuti hama yako igare newe.
Shona 2009?
Usatora mhindu yemari kwaari kana yezvibereko kwaari, asi unofanira kutya Mwari wako, kuti hama yako igare newe.
Shona SUB 2002 Bible
Usatora mhindu yemari kwaari kana yezvibereko kwaari, asi unofanira kutya Mwari wako, kuti hama yako igare newe.