Leviticus 25:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndini Jehova Mŋari wenyu, wakakuɓuɗisai munyika yeEgipita, kuti ndikupei nyika yeKanani, ndiʋe Mŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndini Jehovha Mwari wenyu akakubudisai kubva muIjipiti kuti ndikupei nyika yeKenani uye kuti ndive Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini Tenzi ndinodaro, ndini Mwari wenyu ndakakuburitsai munyika yeIjipiti kuzokupai nyika yeKanani kuti ndive Mwari wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndini Jehovha Mwari wenyu, wakakubudisai munyika yeIjipiti, kuti ndikupei nyika yeKanani, ndive Mwari wenyu.
Shona 2009?
Ndini Jehovha Mwari wenyu, wakakubudisai munyika yeljipiti, kuti ndikupei nyika yeKanani, ndive Mwari wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndini Jehovha Mwari wenyu, wakakubudisai munyika yeIjipiti, kuti ndikupei nyika yeKenani, ndive Mwari wenyu.