Leviticus 25:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ŋgaaʋe somuɓatiri unopiwa muɓairo, kana somutorwa kwauri; ŋgaakuɓatire kuȿikira pagore rejuberi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anofanira kubatwa somushandi wamaricho kana kuti mushanyi ari pakati penyu; anofanira kukushandirai kusvikira Gore reJubhiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaagare newe uchimubata somushandi zvake kana kuti muenzi ari kumbogara zvake newe. Ngaakuitire basa somushandi kusvikira gore rehwamanda,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ngaave somubatiri unopiwa mubayiro, kana somutorwa kwauri; ngaakubatire kusvikira pagore rejubheri.
Shona 2009?
ngaave somubatiri unopiwa mubayiro, kana somutorwa kwauri; ngaakubatire kusvikira pagore rejubheri.
Shona SUB 2002 Bible
ngaave somubatiri unopiwa mubairo, kana somutorwa kwauri; ngaakubatire kusvikira pagore reJubhiri.