Leviticus 25:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usamuɓata nehasha, asi utye Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musavatonga neutsinye, asi ityai Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usamubate zvakaipa uchimuitira zvehasha asi itya Mwari wako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usamubata nehasha, asi utye Mwari wako.
Shona 2009?
Usamubata nehasha, asi utye Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
Usavabata nehasha, asi utye Mwari wako.