Leviticus 25:47 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mŋeni kana mutorwa akafuma agere newe, asi hama yako igere naye ikaʋa murombo, akaɀiteŋgesa kumŋeni kana mutorwa uyo ugere newe, kana kumŋana worudzi rwomŋeni uyo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Mutorwa kana mushanyi pakati penyu akava mupfumi, uye mumwe wavanhu venyika yenyu akava murombo akazvitengesa kumutorwa agere pakati penyu, kana kumhuri yomutorwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mutorwa agere nemi kana kuti mupfuuri agere nemi akapfuma asi mumwe wenyu, muIsiraeri obva apindwa nourombo ozvitengesa kumutorwa kana kumupfuuri agere nemi kana kune mumwe wemhuri yomutorwa iyeyo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana mweni kana mutorwa akapfuma agere newe, asi hama yako igere naye ikava murombo, akazvitengesa kumweni kana mutorwa uyo ugere newe, kana kumwana worudzi rwomweni uyo,
Shona 2009?
"Kana mweni kana mutorwa akafuma agere newe, asi hama yako igere naye ikava murombo, akazvitengesa kumweni kana mutorwa uyo ugere newe, kana kumwana worudzi rwomweni uyo,
Shona SUB 2002 Bible
“Kana mweni kana mutorwa akapfuma agere newe, asi hama yako igere naye ikava murombo, akazvitengesa kumweni kana mutorwa uyo ugere newe, kana kumwana worudzi rwomweni uyo,