Leviticus 25:48 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana ateŋgeswa, uŋgadzikinurwa; munuŋuna kana mukoma wake uŋgamudzikinura;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
anoramba ane mvumo yokudzikinurwa mushure mokunge azvitengesa. Mumwe wehama dzake anogona kumudzikinura:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
shure kwokuzvitengesa kwaakaita, zvinobvumirwa kumudzikunura. Anogona zvake kudzikunurwa nomumwe wake muIsiraeri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana atengeswa, ungadzikinurwa; mun'una kana mukoma wake ungamudzikinura;
Shona 2009?
kana atengeswa, ungadzikunurwa; munun'una kana mukoma wake ungamudzikunura;
Shona SUB 2002 Bible
kana atengeswa, ungadzikinurwa; munun'una kana mukoma wake ungamudzikinura;