Leviticus 25:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Magoko ako usaakohwa, namazambiriŋga womuzambiriŋga wako usina‐kugurirwa usaatanha; rinofanira kuʋa gore rokuzorora kwaɀo kwenyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Musakohwa zvinomera zvoga kana kukohwa mazambiringa amagoko. Nyika inofanira kuva negore rokuzorora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Regai kukohwa zvirimwa zvenyu zvamahoko. Regai kutanha magirepisi emigirepisi yenyu yamusina kumbopemhena iya, igore rokusarutsa minda isina kurimwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Magoko ako usaakohwa, namazambiringa womuzambiringa wako usina kugurirwa usaatanha; rinofanira kuva gore rokuzorora kwazvo kwenyika.’
Shona 2009?
Magoko ako usaakohwa, namazambiringa omuzambiringa wako usina kugurirwa usaatanha; rinofanira kuva gore rokuzorora kwazvo kwenyika.'
Shona SUB 2002 Bible
Magoko ako usaakohwa, namazambiringa womuzambiringa wako usina kugurirwa usaatanha; rinofanira kuva gore rokuzorora kwazvo kwenyika.’