Leviticus 25:52 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana kuciŋge kwasara makore mashoma kuȿikira pagore rejuberi, unofanira kuraŋgana naye; unofanira kudzosera mari yokudzikinurwa kwake ɀicienzaniswa namakore ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana kwasara makore mashoma shoma Gore reJubhiri risati rasvika, anofanira kurangana naye agodzosera mari yorudzikinuro rwake zvichienzaniswa namakore ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana pasara makore mashomanana, ngaaverengerane naye makore asara kusvika kugore rehwamanda abvise muripo wake unowirirana namakore iwayo asara okuzvinunura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana kuchinge kwasara makore mashoma kusvikira pagore rejubheri, unofanira kurangana naye; unofanira kudzosera mari yokudzikinurwa kwake zvichienzaniswa namakore ake.
Shona 2009?
Kana kuchinge kwasara makore mashoma kusvikira pagore rejubheri, unofanira kurangana naye; unofanira kudzosera mari yokudzikunurwa kwake zvichienzaniswa namakore ake.
Shona SUB 2002 Bible
Kana kuchinge kwasara makore mashoma kusvikira pagore reJubhiri, unofanira kurangana naye; unofanira kudzosera mari yokudzikinurwa kwake zvichienzaniswa namakore ake.