Leviticus 25:54 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana asiŋgadzikinurwi nemitoʋo iyi, unofanira kusunuŋgurwa negore rejuberi, iye naʋana ʋake pamŋe cete naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kunyange zvake asina kudzikinurwa neimwe yenzira idzi, iye navana vake vanofanira kusunungurwa mugore reJubhiri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana asina kudzikunurwa nenzira iyoyi ngaapiwe rusununguko rwake mugore rehwamanda iye navana vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana asingadzikinurwi nemitoo iyi, anofanira kusunungurwa negore rejubheri, iye navana vake pamwechete naye.
Shona 2009?
Kana asingadzikunurwi nemitoo iyi, anofanira kusunungurwa negore rejubheri, iye navana vake pamwechete naye.
Shona SUB 2002 Bible
Kana asingadzikinurwi nemitoo iyi, anofanira kusunungurwa negore reJubhiri, iye navana vake pamwechete naye.