Leviticus 25:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neɀeɀipfuwo ɀako, neɀemhuka dziri munyika yako; ɀiɓereko ɀaɀo ɀose ɀinofanira kuʋa ɀokudya ɀaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pamwe chete nezvipfuwo zvenyu nemhuka dzesango dziri munyika yenyu. Zvibereko zvose zvomunyika zvingadyiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nezvipfuwo zvenyu nemhuka dzomunyika yenyu. Zvose zvinoibva gore iroro ndozvichava chokudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nezvezvipfuwo zvako, nezvemhuka dziri munyika yako; zvibereko zvazvo zvose zvinofanira kuva zvokudya zvazvo.
Shona 2009?
nezvezvipfuwo zvako, nezvemhuka dziri munyika yako; zvibereko zvazvo zvose zvinofanira kuva zvokudya zvazvo.
Shona SUB 2002 Bible
nezvezvipfuwo zvako, nezvemhuka dziri munyika yako; zvibereko zvazvo zvose zvinofanira kuva zvokudya zvazvo.