Leviticus 25:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pazuʋa regumi romŋedzi wecinomŋe unofanira kuraira kuti hwamanda iridzwe kwaɀo; pazuʋa rokuyananisira munofanira kuraira kuti hwamanda iridzwe panyika yenyu yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo urayire kuti hwamanda iridzwe kwose pazuva regumi romwedzi wechinomwe; paZuva Rokuyananisira ridzai hwamanda munyika yenyu yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rechigumi remwedzi wechinomwe pazuva rokuripira zvitadzo nokuwadzana naMwari, hwamanda ngadziridzwe munyika yenyu yose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino pazuva regumi romwedzi wechinomwe unofanira kuraira kuti hwamanda iridzwe kwazvo; pazuva rokuyananisira munofanira kuraira kuti hwamanda iridzwe panyika yenyu yose.
Shona 2009?
Zvino pazuva regumi romwedzi wechinomwe unofanira kuraira kuti hwamanda iridzwe kwazvo; pazuva rokuyananisira munofanira kuraira kuti hwamanda iridzwe panyika yenyu yose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino pazuva regumi romwedzi wechinomwe unofanira kuraira kuti hwamanda iridzwe kwazvo; pazuva rokuyananisira munofanira kuraira kuti hwamanda iridzwe panyika yenyu yose.