Leviticus 26:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mucadya ɀiyo ɀakaceŋgetwa ŋguʋa huru, mucafanira kuɓuɗisa ɀekare kudziʋurira ɀitȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchange muchiri kudya gohwo regore rakapera pamuchazobvisa kuti muise zvitsva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mbesanwa dzenyu dzichasaruka nokusarukazve mumatura enyu, muchidya, zvokutozodzirasa moisa dzimwe itsva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muchadya zviyo zvakachangetwa nguva huru, muchafanira kubudisa zvekare kudziurira zvitsva.
Shona 2009?
Muchadya zviyo zvakachengetwa nguva huru, muchafanira kubudisa zvekare kudziurira zvitsva.
Shona SUB 2002 Bible
Muchadya zviyo zvakachangetwa nguva huru, muchafanira kubudisa zvekare kudziurira zvitsva.