Leviticus 26:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicafamba pakati penyu, ndicaʋa Mŋari wenyu, nemi mucaʋa ʋanhu ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichafamba pakati penyu ndigova Mwari wenyu, uye muchava vanhu vangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaenda nemi, ndichava Mwari wenyu imi muri vanhu vangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichafamba pakati penyu, ndichava Mwari wenyu, nemi muchava vanhu vangu.
Shona 2009?
Ndichafamba pakati penyu, ndichava Mwari wenyu, nemwi muchava vanhu vangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichafamba pakati penyu, ndichava Mwari wenyu, nemi muchava vanhu vangu.