Leviticus 26:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana musiŋgaɗi kunditerera, musiŋgaɗi kuita mirairo iyi yose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Asi kana mukasanditeerera uye mukasaita zvose izvi zvandinorayira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana mukarega kunditeerera, mukarega kuchengeta mitemo iyoyo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi kana musingadi kunditeerera, musingadi kuita mirairo iyi yose;
Shona 2009?
"Asi kana musingadi kunditeerera, musingadi kuita mirairo iyi yose;
Shona SUB 2002 Bible
“Asi kana musingadi kunditeerera, musingadi kuita mirairo iyi yose;