Leviticus 26:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakutoŋgai kuti mukundwe pamberi paʋaʋeŋgi ʋenyu, ʋanokuʋeŋgai ʋacaʋa ʋaɓati ʋenyu; mucatiza kunyaŋge kusinomunhu unokudziŋgai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chiso changu chichanangana nemi zvokuti muchakundwa navavengi venyu. Avo vanokuvengai vachakutongai, uye muchatiza kunyange pasina anokudzinganisai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaonana nemi, vavengi venyu vachakurakashai; vanokuvengai ndivo vachakutongai muchatiza pasina anokutandanisai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichakutongai kuti mukundwe pamberi pavavengi venyu, vanokuvengai vachava vabati venyu; muchatiza kunyange kusina munhu unokudzingai.
Shona 2009?
Ndichakutongai kuti mukundwe pamberi pavavengi venyu, vanokuvengai vachava vabati venyu; muchatiza kunyange kusina munhu unokudzingai.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichakutongai kuti mukundwe pamberi pavavengi venyu, vanokuvengai vachava vabati venyu; muchatiza kunyangwe kusina munhu unokudzingai.