Leviticus 26:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
simba renyu ricaperera pasina; nokuti nyika yenyu haiŋgaɓereki ɀiɓereko ɀayo, nemiti yenyika haiŋgaɓereki ɀiɓereko ɀayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simba renyu richaperera pasina nokuti ivhu renyu harizobereki zvibereko, kana miti yenyika yenyu, michero yayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Simba renyu richaperera pasina nokuti hapana chamuchazokohwa muminda yenyu, miti yemichero yomunyika yenyu haina kana muchero wainozokupai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
simba renyu richaperera pasina; nokuti nyika yenyu haingabereki zvibereko zvayo, nemiti yenyika haingabereki zvibereko zvayo.
Shona 2009?
simba renyu richaperera pasina, nokuti nyika yenyu haingabereki zvibereko zvayo, nemiti yenyika haingabereki zvibereko zvayo.
Shona SUB 2002 Bible
simba renyu richaperera pasina; nokuti nyika yenyu haingabereki zvibereko zvayo, nemiti yenyika haingabereki zvibereko zvayo.