Leviticus 26:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana musiŋgaɗi naiɀoɀo ɀose kunditerera, asi mucindiramba,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Mushure maizvozvi, mukaramba musinganditeereri asi mukaramba muchienderera mberi nokundirwisa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana izvozvi zvikatadza kuita kuti munditeerere, muchiramba muchingopikisana neni,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana musingadi naizvozvo zvose kunditeerera, asi muchindiramba,
Shona 2009?
"Zvino kana musingadi naizvozvo zvose kunditeerera, asi muchindiramba,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana musingadi naizvozvo zvose kunditeerera, asi muchindiramba,