Leviticus 26:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaparadza nɀimbo dzenyu dzakakwirira, nokuputsa mifananidzo yenyu yezuʋa, nokukanda ɀitunha ɀenyu pamsoro peɀitunha ɀeɀifananidzo ɀenyu; mŋeya waŋgu ucakusemai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaparadza nzvimbo dzenyu dzakakwirira, ndigotemera pasi aritari dzenyu dzezvinonhuwira uye ndigounganidza zvitunha zvenyu pamusoro pavamwari venyu vasina upenyu, uye ndichakusemai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaparadza nzvimbo dzenyu dzakatunhumara dzokuteurira. Ndichapaza atari dzenyu dzokupisira rusenzi uye zvitunha zvenyu ndichazviti katakata pamusoro pezvifananidzo zvenyu izvozvo zvakafa zvokunamata. Ini pachangu ndichakusemai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaparadza nzvimbo dzenyu dzakakwirira, nokuputsa mifananidzo yenyu yezuva, nokukanda zvitunha zvenyu pamusoro pezvitunha zvezvifananidzo zvenyu; mweya wangu uchakusemai.
Shona 2009?
Ndichaparadza nzvimbo dzenyu dzakakwirira, nokuputsa mifananidzo yenyu yezuva, nokukanda zvitunha zvenyu pamusoro pezvitunha zvezvifananidzo zvenyu; mweya wangu uchakusemai.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichaparadza nzvimbo dzenyu dzakakwirira, nokuputsa mifananidzo yenyu yezuva, nokukanda zvitunha zvenyu pamusoro pezvitunha zvezvifananidzo zvenyu; mweya wangu uchakusemai.