Leviticus 26:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaita maguta enyu matoŋgo, nenɀimbo dzenyu tȿene ndicadziparadza, handiŋganhuwidzi munhuwi weɀinozipa ɀenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaita kuti maguta enyu ave matongo uye ndigoparadza nzvimbo dzenyu tsvene, uye handizofariri munhuwi unonhuwira zvinofadza wezvipiriso zvenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maguta enyu ndichaaita kuti ave matongo, nzvimbo dzenyu dzinoera dzichisara dzisisina chinhu. Handizombofadzwa nomunhuhwi wemipiro yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaita maguta enyu matongo, nenzvimbo dzenyu tsvene ndichadziparadza, handinganhuwidzi munhuwi wezvinozipa zvenyu.
Shona 2009?
Ndichaita maguta enyu matongo, nenzvimbo dzenyu tsene ndichadziparadza handinganhuwidzi munhuwi wezvinozipa zvenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichaita maguta enyu matongo, nenzvimbo dzenyu tsvene ndichadziparadza, handinganhuwidzi munhuwi wezvinozipa zvenyu.