Leviticus 26:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nyika icafarira masaɓata ayo, paŋguʋa yokuparadzwa kwayo, imi muri munyika yaʋaʋeŋgi ʋenyu; paŋguʋa iyo nyika icazorora, icifarira masaɓata ayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo nyika ichafarira makore ayo esabata panguva yose yokuparadzwa kwayo pamunenge muri munyika yavavengi venyu; ipapo nyika ichazorora igofadzwa namasabata ayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika yenyu ichafarawo kuwana zororo remaSabata, mazuva ose aichange isina vanhu. Imi muri kunyika yavavengi venyu, nyika ndopaichawanawo zororo ichifanirawo kuva namaSabata ayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nyika ichafarira maSabata ayo, panguva yokuparadzwa kwayo, imi muri munyika yavavengi venyu; panguva iyo nyika ichazorora, ichifarira maSabata ayo.
Shona 2009?
Zvino nyika ichafarira maSabata ayo, panguva yokuparadzwa kwayo, imwi muri munyika yavavengi venyu; panguva iyo nyika ichazorora, ichifarira maSabata ayo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nyika ichafarira maSabata ayo, panguva yokuparadzwa kwayo, imi muri munyika yavavengi venyu; panguva iyo nyika ichazorora, ichifarira maSabata ayo.