Leviticus 26:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neni ʋo ndakaʋaramba, ndikaʋaisa kunyika yaʋaʋeŋgi ʋaʋo; ɀino kana mŋoyo yaʋo isina‐kudziŋgiswa ikaɀininipisa, ʋakatenda kurobga pamsoro peɀiʋi ɀaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvakaita kuti ndivarwise kusvikira ndavaendesa kunyika yavavengi vavo, ipapo kana mwoyo yavo isina kudzingiswa yaninipiswa, varipira zvivi zvavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokuti ini ndakazovapandukirawo, ndikavaendesa kunyika yevavengi vavo, kana vakapindura mwoyo yavo youmhandupandu, vakagamuchira chirango,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
neniwo ndakavaramba, ndikavaisa kunyika yavavengi vavo; zvino kana mwoyo yavo isina kudzingiswa ikazvininipisa, vakatenda kurohwa pamusoro pezvivi zvavo;
Shona 2009?
neniwo ndakavaramba, ndikavaisa kunyika yavavengi vavo; zvino kana moyo yavo isina kudzingiswa ikazvininipisa, vakatenda kurohwa pamusoro pezvivi zvavo;
Shona SUB 2002 Bible
neniwo ndakavaramba, ndikavaisa kunyika yavavengi vavo; zvino kana mwoyo yavo isina kudzingiswa ikazvininipisa, vakatenda kurohwa pamusoro pezvivi zvavo;