Leviticus 26:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kupura kwenyu kucaȿika pakukohwa mazambiriŋga, nokukohwa mazambiriŋga kucaȿika paŋguʋa yokudɀara; mucadya ɀokudya ɀenyu mukaguta, nokugara munyika yenyu makaceŋgeteka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kupura kwenyu kuchasvika pakukohwa mazambiringa uye kukohwa mazambiringa kuchasvika pakudyara, uye muchadya zvose zvamunoda uye mugogara makachengetedzeka munyika menyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mbesa dzenyu dzichawanda zvokuti nguva yokutanha michero yamagirepisi ichasvika musati mapedza kupura mbesa. Munodzamara musvike pakudyara mbesa dzenyu musati mapedza kutanha magirepisi. Muchadya zvokudya zvenyu muchiguta mugere munyika yenyu makagarikana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kupura kwenyu kuchasvika pakukohwa mazambiringa, nokukohwa mazambiringa kuchasvika panguva yokudyara; muchadya zvokudya zvenyu mukaguta, nokugara munyika yenyu makachengeteka.
Shona 2009?
Kupura kwenyu kuchasvika pakukohwa mazambiringa, nokukohwa mazambiringa kuchasvika panguva yokudzvara; muchadya zvokudya zvenyu mukaguta, nokugara munyika yenyu makachengeteka.
Shona SUB 2002 Bible
Kupura kwenyu kuchasvika pakukohwa mazambiringa, nokukohwa mazambiringa kuchasvika panguva yokudyara; muchadya zvokudya zvenyu mukaguta, nokugara munyika yenyu makachengeteka.