Leviticus 27:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ciri cipfuwo cisina‐kunaka, cisiŋgapiwi Jehova cokutenda naco, cipfuwo ico cinofanira kuiswa kumuprista;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana chaakapika chiri mhuka isina kuchena, iyo isingagamuchiriki sechipiriso kuna Jehovha, mhuka iyi inofanira kupiwa kumuprista,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana chipfuwo chaakatsidza kupira kuna Mwari chiri chipfuwo chakan'ora, nyakutsidza ngaaende nechipfuwo ichocho kumupristi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana chiri chipfuwo chisina kunaka, chisingapiwi Jehovha chokutenda nacho, chipfuwo icho chinofanira kuiswa kumupristi;
Shona 2009?
Kana chiri chipfuwo chisina kunaka, chisingapiwi Jehovha chekutenda nacho, chipfuwo icho chinofanira kuiswa kumuprista;
Shona SUB 2002 Bible
Kana chiri chipfuwo chisina kunaka, chisingapiwi Jehovha chokutenda nacho, chipfuwo icho chinofanira kuiswa kumupristi;