Leviticus 27:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino muprista unofanira kucitarira muteŋgo, kana cakanaka kana cakaipa; seɀawakacitarira iwe muprista, ndiɀo ɀacicaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uyo achatara kukosha kwayo, kuti yakanaka kana kuti yakaipa. Mutengo upi noupi uchatemwa nomuprista, ndiwo uchave mutengo wayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupristi ngaaone kuti chakaipa here kana kuti chakanaka. Mutengo waanenge atema ndiwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino mupristi anofanira kuchitarira mutengo, kana chakanaka kana chakaipa; sezvawakachitarira iwe mupristi, ndizvo zvachichaita.
Shona 2009?
zvino muprista anofanira kuchitarira mutengo, kana chakanaka kana chakaipa; sezvawakachitarira iwe muprista, ndizvo zvachichaita.
Shona SUB 2002 Bible
zvino mupristi anofanira kuchitarira mutengo, kana chakanaka kana chakaipa; sezvawakachitarira iwe mupristi, ndizvo zvachichaita.