Leviticus 27:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana aciɗa kucidzikinura, unofanira kuwedzera ceshanu caco pakutara kwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muridzi achida kudzikinura mhuka iyi, anofanira kupamhidzira chikamu chimwe chete muzvishanu pamutengo wayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana muridzi wacho ada kuchinunura ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga rawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana achida kuchidzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chacho pakutara kwako.
Shona 2009?
Zvino kana achida kuchidzikunura, anofanira kuwedzera cheshanu chacho pakutara kwako.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana achida kuchidzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chacho pakutara kwako.