Leviticus 27:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu wakatsaura munda wake aciɗa kuudzikinura, unofanira kuwedzera ceshanu cemari yawakamutarira, ugoʋa wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana murume anokumikidza munda achida kuudzikinura, anofanira kupamhidzira chikamu chimwe chete muzvishanu pamutengo wacho, uye munda uchava wake zvakare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anenge aturira Mwari munda wake, kana oda kuudzikinura ngaabvise mutengo wawo achiwedzera makumi maviri pazana roga roga ucharamba uri wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu wakatsaura munda wake achida kuudzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chemari yawakamutarira, ugova wake.
Shona 2009?
Kana munhu wakatsaura munda wake achida kuudzikunura, anofanira kuwedzera cheshanu chemari yawakamutarira, ugova wake.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu wakatsaura munda wake achida kuudzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chemari yawakamutarira, ugova wake.