Leviticus 27:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana munhu akaɀisuŋga nokupika kukuru, ʋanhu ŋgaʋaʋe ʋaJehova seɀaunotara iwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Taura navaIsraeri uti kwavari, ‘Kana munhu akaita mhiko yakasarudzika yokuti akumikidze vanhu kuna Jehovha nokupa mutengo wakaenzanirana,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana munhu akanyatsotsidza kuna Tenzi zvakaenzana nomutengo womunhu kana achida kuzadzisa zvaakatsidza imi ndimi mungaone kutema muripo ungabviswe.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana munhu akazvisunga nokupika kukuru, vanhu ngavave vaJehovha sezvaunotara iwe.
Shona 2009?
"Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, `Kana munhu akazvisunga nokupika kukuru, vanhu ngavave vaJehovha sezvaunotara iwe.
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navana VaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana munhu akazvisunga nokupika kukuru, vanhu ngavave vaJehovha sezvaunotara iwe.