Leviticus 27:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi munda uyu, kana ucisunuŋgurwa negore rejuberi, unofanira kuʋa mutȿene kunaJehova, somunda wakayeriswa; ucaʋa womuprista.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munda ukasunungurwa muJubhiri, uchava mutsvene, somunda wakapiwa kuna Jehovha; uchava munda wavaprista.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pagore rehwamanda paunofanira kudzoserwa muridzi wawo, unenge wava munda unoera wakakumikidzwa kuna Tenzi, uchava wavapristi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi munda uyu, kana uchisunungurwa negore rejubheri, unofanira kuva mutsvene kuna Jehovha, somunda wakayeriswa; uchava womupristi.
Shona 2009?
asi munda uyu, kana uchisunungurwa negore rejubheri, unofanira kuva mutsvene kuna Jehovha, somunda wakayeriswa; uchava womuprista.
Shona SUB 2002 Bible
asi munda uyu, kana uchisunungurwa negore reJubhiri, unofanira kuva mutsvene kuna Jehovha, somunda wakayeriswa; uchava womupristi.