Leviticus 27:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana acitsaurira Jehova munda waakateŋga, usati uri munda wenhaka yake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana munhu akakumikidza munda waakatenga kuna Jehovha, usiri chikamu chomunda wemhuri yake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana munhu akaturira Tenzi munda waakatenga, usiri wake wenhaka,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana achitsaurira Jehovha munda waakatenga, usati uri munda wenhaka yake,
Shona 2009?
Kana achitsaurira Jehovha munda waakatenga, usati uri munda wenhaka yake,
Shona SUB 2002 Bible
Kana achitsaurira Jehovha munda waakatenga, usati uri munda wenhaka yake,