Leviticus 27:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
muprista unofanira kumutarira muteŋgo seɀawakatara iwe kuȿikira pagore rejuberi; ɀino iye unofanira kuripa mari seɀawakatara iwe, ciʋe cinhu citȿene kunaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
muprista achatara mutengo wawo kusvikira mugore reJubhiri, uye munhu uyu anofanira kuripa mutengo wawo musi iwoyo sechinhu chitsvene kuna Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mupristi ngaateme mutengo wawo unoenderana namakore asara kusvika kugore rehwamanda. Ngaabvise mari iyoyo pazuva rakarero, sechinhu chinoera chakatsaurirwa Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mupristi anofanira kumutarira mutengo sezvawakatara iwe kusvikira pagore rejubheri; zvino iye anofanira kuripa mari sezvawakatara iwe, chive chinhu chitsvene kuna Jehovha.
Shona 2009?
muprista anofanira kumutarira mutengo sezvawakatara iwe kusvikira pagore rejubheri; zvino iye anofanira kuripa mari sezvawakatara iwe, chive chinhu chitsvene kuna Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
mupristi anofanira kumutarira mutengo sezvawakatara iwe kusvikira pagore reJubhiri; zvino iye anofanira kuripa mari sezvawakatara iwe, chive chinhu chitsvene kuna Jehovha.