Leviticus 27:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pagore rejuberi munda unofanira kudzokera kumunhu waakaŋga ateŋga kwaari, kunaiye wakaŋga ari muridzi wenyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore reJubhiri munda uchadzokera kumunhu waakatengserana naye uyo aiva muridzi womunda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pagore rehwamanda munda iwoyo ngaudzoserwe kumunhu uya kwawakatengwa, kumuridzi wawo wenhaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pagore rejubheri munda unofanira kudzokera kumunhu waakanga atenga kwaari, kuna iye wakanga ari muridzi wenyika.
Shona 2009?
Pagore rejubheri munda unofanira kudzokera kumunhu waakanga atenga kwaari, kuna iye wakanga ari muridzi wenyika.
Shona SUB 2002 Bible
Pagore reJubhiri munda unofanira kudzokera kumunhu waakanga atenga kwaari, kuna iye wakanga ari muridzi wenyika.