Leviticus 27:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ari mukadzi, kutara kwako ŋgakuite mashekeri makumi matatu esirveri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kana ari munhukadzi, utare mutengo wake pamashekeri makumi matatuc.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana ari mukadzi makumi matatu emari yesirivha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ari mukadzi, kutara kwako ngakuite mashekeri makumi matatu esirivha.
Shona 2009?
Kana ari mukadzi, kutara kwako ngakuite mashekeri makumi matatu esirivha.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ari mukadzi, kutara kwako ngakuite mashekeri makumi matatu esirivha.